Mashoko Emuzasi
a Rugwaro rwedu rwegore rwa2022 rwakatorwa pana Pisarema 34:10. Runoti: “Vaya vanotsvaga Jehovha havana chakanaka chavachashaya.” Vashumiri vaJehovha vakatendeka vakawanda vanorarama nezvinhu zvishoma. Saka nei zvichinzi ‘havana chakanaka chavanoshaya’? Kunzwisisa zvinorehwa nevhesi iyi kunotibatsira sei kugadzirira matambudziko atichasangana nawo?