Mashoko Emuzasi
a Jakobho akakurira mumhuri imwe chete naJesu. Aiziva Mwanakomana waMwari akakwana kupfuura vanhu vakawanda vepanguva iyoyo. Munyaya ino tichaongorora zvatinogona kudzidza paupenyu nedzidziso zvemunin’ina waJesu uyo akazova mbiru muungano yechiKristu