Mashoko Emuzasi
a Nyaya ino ichatibatsira kuona kuti nei zvichikosha kuti tiwedzere kuvimba kwatinoita naJehovha uye nevaya vaakagadza vari panyika. Tichaonawo kuti kuita izvozvo kunotibatsira sei iye zvino uye kunotibatsira sei kuti tigadzirire matambudziko ari mberi.