Mashoko Emuzasi
a Jesu aigara achiratidza kuti aiva nehanya nezvaidiwa nevamwe kupfuura zvaaida iye. Munyaya ino tichakurukura kuti tingamutevedzera sei. Tichadzidzawo kuti tinobatsirwa sei kana tikaedza kumutevedzera.