Mashoko Emuzasi
a Kuti tikodzere kubhabhatidzwa, tinofanira kuva nechido chekuchinja unhu hwedu. Nyaya ino ichatibatsira kuona kuti chii chinonzi unhu hwekare, nei tichifanira kuhupfekenura, uye kuti tingazviita sei. Munyaya inotevera tichaongorora kuti tingaramba sei tichipfeka unhu hutsva kunyange pashure pekunge tabhabhatidzwa.