Mashoko Emuzasi
a Tese tine zvatinogona kudzidza pane zvinoitwa nevamwe pakushumira Jehovha. Asi hatifaniri kuzvienzanisa nevamwe. Nyaya ino ichatibatsira kuti tirambe tichifara uye kuti tisazvikudza kana kuora mwoyo zvichibva pakuti tinenge taenzanisa zvinokwanisa kuitwa nevamwe nezvatinokwanisa kuita.