Mashoko Emuzasi
c Kusiyana nechikara chekutanga, mufananidzo wechikara hauna “korona” panyanga dzawo. (Zvak. 13:1) Izvi zvakadaro nekuti unobva mumadzimambo manomwe uye unowana simba rawo kubva kwaari.—Ona nyaya iri pajw.org inoti, “Chikara Chitsvuku Chinotaurwa Pana Zvakazarurwa Chitsauko 17 Chinofananidzirei?”