Mashoko Emuzasi
a Soromoni naJesu vainge vakachenjera chaizvo. Uchenjeri ihwohwo hwaibva kuna Jehovha Mwari. Munyaya ino tichaona kuti tingadzidzei pamazano akafemerwa aSoromoni uye aJesu pakuva nemaonero akanaka panyaya dzemari, basa uye maonero atinozviita. Tichaonawo kuti vamwe vatinonamata navo vakabatsirwa sei nekushandisa mazano eBhaibheri panyaya idzodzo.