Mashoko Emuzasi
d KUTSANANGURWA KWEMIFANANIDZO: John naTom ihama mbiri dzechidiki dziri muungano imwe chete. John anopedza nguva yakawanda achichengetedza mota yake. Tom anotakura vamwe nemota yake vachienda kuushumiri uye kumisangano yeungano.