Mashoko Emuzasi
e KUTSANANGURWA KWEMIFANANIDZO: John ari kushanda ovhataimu kubasa kwake. Haadi kugumbura waanoshandira. Saka pese paanokumbirwa newaanoshandira kuti anonoke kupedza basa, John anobvuma. Manheru iwayo, Tom, uyo anoshumira semushumiri weungano, aperekedza mumwe mukuru kunofudza imwe hanzvadzi. Tom akagara audza waanoshandira kuti ane mamwe manheru emukati mevhiki aanoshandisa pakunamata Jehovha.