Mashoko Emuzasi
c KUTSANANGURWA KWEMASHOKO: “Kupfidza zvivi” zvinoreva kuchinja pfungwa zvichibva pakuti munhu anenge azvidemba pamusoro pemararamiro ake, zviito zvake zvakaipa kana kuti zvaatadza kuita. Kupfidza zvivi kwechokwadi kunoita kuti munhu achinje zvaanga achiita.