Mashoko Emuzasi
a Tiri kurarama panguva iri kuitika zvinhu zvakawanda chaizvo munhoroondo yevanhu. Umambo hwaMwari hwakagadzwa sezvakataurwa neuprofita hwakawanda hweBhaibheri. Munyaya ino tichaongorora humwe hweuprofita ihwohwo kuti tisimbise kutenda kwedu muna Jehovha uye kuti hutibatsire kuramba takadzikama tichivimba naye iye zvino uye mumazuva ari kutevera.