Mashoko Emuzasi
a Dzimwe nguva madzinza evaIsraeri airwisana, asi Jehovha aisafadzwa nekurwisana ikoko. (1 Madz. 12:24) Asi pane dzimwe nguva, aibvumira kuti hondo idzi dziitike nekuti mamwe madzinza ainge amupandukira kana kuti aita zvivi zvakakura.—Vat. 20:3-35; 2 Mak. 13:3-18; 25:14-22; 28:1-8.