Mashoko Emuzasi
a Jehovha anotivimbisa kuti achapindura minyengetero yedu kana ichienderana nekuda kwake. Patinenge tiri mumatambudziko, tinogona kuva nechivimbo chekuti achatibatsira kuti tirambe takatendeka kwaari. Ngationei kuti Jehovha anopindura sei minyengetero yedu.