Mashoko Emuzasi
d Kuti uone mamwe mashoko anotaura kuti hama ingaitei kuti izoshumira semushumiri weungano kana kuti semukuru, ona nyaya dzinoti “Hama—Mune Chinangwa Chekuva Mushumiri Weungano Here?” uye “Hama—Mune Chinangwa Chekuva Mukuru Here?” dziri muNharireyomurindi yaNovember 2024.