Mashoko Emuzasi
a KUTSANANGURWA KWEMASHOKO: Munyaya ino tiri kutaura nezvezvinhu zvatisina chokwadi nazvo kana kuti mibvunzo yatingava nayo iyo inoita kuti tione sekuti hatikoshi kuna Jehovha kana kuti tione sekuti zvisarudzo zvatakaita pakumushumira zvakanga zvisina kuchenjera. Hatisi kutaura nezvekusava nechokwadi kunotaurwa muBhaibheri kunoratidza kuti munhu haana kutenda kana kuti haavimbi nezvakavimbiswa naJehovha.