October 1 Zviri Mukati Wanga Uchinyeperwa Here? 1 Mwari Haanzwisisiki—Ichokwadi Here? 2 Mwari Haana Hanya Nevanhu—Ichokwadi Here? 3 Mwari Anoda Zvokutsiva—Ichokwadi Here? 4 Mwari Ane Mhosva—Ichokwadi Here? 5 Kuna Mwari Hapana Kusiri Kunamata, Chero Uchingoita Nemwoyo Wose—Ichokwadi Here? Chokwadi Chinogona Kuchinja Upenyu Hwako Waizviziva Here? Vacheche Vanofanira Kubhabhatidzwa Here? Bhaibheri Rinochinja Upenyu “Havana Kuteerera Asi Vanofanira Kuremekedzwa” Unogona Kuwana “Zivo Pamusoro paMwari” Mungaita Sei Kuti Mhuri Yenyu Ifare? Akamira-mira Pakudzivirira Vanhu vaMwari Dzidzisai Vana Venyu Patinofanira Kunge Takamuka Jerusarema Rekare Rakaparadzwa Rini?—Chikamu Chokutanga Peji 32 Ungada Kushanyirwa Here?