October 1 Uori—Huchazombopera Here? Uori—Hwapararira Zvakadini? Nei Uori Husingaperi Zvinoita Here Kuti Munhu Atendeseke Munyika Ine Uori? Uori Huchapera! Kuchinjwa Kwakaitwa Imwe Mhuri yechiHindu neShoko raMwari Kukurukura Nemuvakidzani Mwari Anopisa Vanhu Mugehena Here? Waizviziva Here? Dzidza Kubva muShoko raMwari Zvingaita Here Kuti Urarame Nokusingaperi? Swedera Pedyo naMwari “Akakwegura Pamazuva Akagara” Pachigaro Tevedzera Kutenda Kwavo “Mukadzi Akanaka Kwazvo” Vaverengi Vanobvunza Kuti . . . Kuroora Kana Kuroorwa Ndiko Kunoita Kuti Munhu Afare Here? Bhaibheri Rinochinja Upenyu Ngwarira Kuda Chinzvimbo! Peji 32 Ungada Kushanyirwa Here?