RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • “Vakazadzwa Nemweya Mutsvene”
    Kupa “Uchapupu Hwakasimba nezveUmambo hwaMwari”
    • 16. VaKristu vakabhabhatidzwa paPendekosti vakaratidza sei rudo rwechokwadi?

      16 Zvechokwadi chikomborero chaJehovha chaiva pavanhu ivavo vakabhabhatidzwa musi uyu. Nhoroondo yacho inoti: “Vese vakava vatendi vaiva pamwe chete, vachishandisa zvinhu zvavo zvese pamwe chete, uye vaitengesa zvinhu zvavo nepfuma vachigovana nevamwe vese mari yacho, maererano nezvinenge zvichidiwa nemumwe nemumwe.”f (Mab. 2:44, 45) Rudo rwakadaro runoratidza kuzvipira rwakakodzera kutevedzerwa nevaKristu vese.

  • “Vakazadzwa Nemweya Mutsvene”
    Kupa “Uchapupu Hwakasimba nezveUmambo hwaMwari”
    • f Uhwu urongwa hwakangoitwa kuti hubatsire vaenzi vakanga vauya kuJerusarema kuti vambosimbiswa pakunamata. Izvi zvaiitwa munhu achizvidira saka hazvifaniri kufananidzwa nezvinoitwa nedzimwe hurumende dzinogona kutoita kuti uve mutemo kuti vanhu vagovane zvese zvavainazvo zvakaenzana.—Mab. 5:1-4.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe