RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • ChiKristu Chinopararira Kune Dzimwe Nyika
    ‘Ona Nyika Yakanaka’
    • Pasina nguva Jesu ataura mashoko iwayo, vaJudha vakawanda nevakatendeukira kuchiJudha vaibva muUmambo hweRoma hwose vakauya kuMutambo wePendekosti, vachibva munharaunda dzinoratidzwa pamepu iri pasi apa. Kuparidzirwa kwavakaitwa nomuapostora Petro musi iwoyo ndikwo kwakava kutanga kwekupararira kwechiKristu.—Mab 2:9-11.

  • ChiKristu Chinopararira Kune Dzimwe Nyika
    ‘Ona Nyika Yakanaka’
    • [Bhokisi riri papeji 32]

      VAKABVA KU . . .

      VaJudha nevakatendeukira kuchiJudha vakanzwa mashoko akanaka paPendekosti ya33 C.E. vaibva kuPatiya, Medhiya, Eramu, Mesopotamiya, Judhiya, Kapadhokiya, Pontasi, Ezhiya, Frijiya, Pamfiriya, Ijipiti, Ribhiya, Roma, Krete neArabhiya. Vakawanda vavo vakabhabhatidzwa. Unofunga kuti vakaitei pavakadzokera kumusha kwavo?

  • ChiKristu Chinopararira Kune Dzimwe Nyika
    ‘Ona Nyika Yakanaka’
    • B1 ITARI

      B1 Roma

  • ChiKristu Chinopararira Kune Dzimwe Nyika
    ‘Ona Nyika Yakanaka’
    • C3 Kurini

      C3 RIBHIYA

  • ChiKristu Chinopararira Kune Dzimwe Nyika
    ‘Ona Nyika Yakanaka’
    • D2 FRIJIYA

      D2 PAMFIRIYA

  • ChiKristu Chinopararira Kune Dzimwe Nyika
    ‘Ona Nyika Yakanaka’
    • D3 IJIPITI

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe