RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 25
  • Zvinoratidza Kuva Vadzidzi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvinoratidza Kuva Vadzidzi
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • “Mwari Rudo”
    Imbirai Jehovha
  • “Mwari Rudo”
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Chibvumikiso Choudzidzi
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • ’Dananai Nemabasa Nechokwadi’
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 25

Rwiyo 25

Zvinoratidza Kuva Vadzidzi

Rakaprindwa

(Johani 13:34, 35)

1. Tose takapiwa mutemo

Kuti tizova vaKristu.

Iwoyu mutemo waMambo,

Wokuda vamwe saKristu.

Urwu rudo serwake Kristu,

Akapa upenyu hwake.

Akatiratidza zvokuita,

Vaone tiri vadzidzi.

2. Rudo harumbokundikani

Runotobatsira vamwe.

Tinofanira kuda vamwe

Pamwe nokuvashumira.

Hapana kwatingambowana

Shamwari sedzatinadzo.

Ishamwari dzokuvimba nadzo;

Ngativeiwo nerudo.

(Onawo VaR. 13:8; 1 VaK. 13:8; Jak. 2:8; 1 Joh. 4:10, 11.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe