RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 116
  • Chiedza Chinoramba Chichijeka

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chiedza Chinoramba Chichijeka
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Chiedza Chiri Kuramba Chichijeka
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Chiedza Chinopenya Zvikuru
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • “Chiedza Chenyu Ngachivheneke”
    Imbirai Jehovha
  • Nei Zvapupu zvaJehovha Zvakachinja Zvimwe Zvazvaitenda?
    Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa Pamusoro peZvapupu zvaJehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 116

Rwiyo 116

Chiedza Chinoramba Chichijeka

Rakaprindwa

(Zvirevo 4:18)

1. Vaprofita vakatsvaka zvaKristu,

Tariro yezvisikwa zvose.

Mudzimu wakazivisa nezvake

Muponesi aizotumwa.

Nguva yakwana, Mesiya otonga;

Uchapupu hwakajeka.

Chikomborero kudzidziswa izvi;

Ngirozi dzinotozvidawo.

(KORASI)

Zvino nzira yedu yojeka;

Tinofamba muchiedza.

Onai Mwari ojekesa;

Anotitungamirira.

2. Ishe wedu akatipa muranda,

Tiwane zvokudya panguva.

Chokwadi choramba chichingojeka,

Chichifadza mwoyo nepfungwa.

Nzira yojeka hatidzadzariki,

Tinofamba muchiedza.

Totenda Mwari tsime rechokwadi,

Totenda kufamba naMwari.

(KORASI)

Zvino nzira yedu yojeka;

Tinofamba muchiedza.

Onai Mwari ojekesa;

Anotitungamirira.

(Onawo VaR. 8:22; 1 VaK. 2:10; 1 Pet. 1:12.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe