RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 37
  • Magwaro—Akafuridzirwa naMwari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Magwaro—Akafuridzirwa naMwari
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Magwaro—Akafuridzirwa Uye Anobetsera
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Magwaro Akafemerwa naMwari
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Magwaro Akafuridzirwa Anounza Betsero Dzisingagumi
    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”
  • Batsirwa Uye Batsira Vamwe neShoko raMwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 37

Rwiyo 37

Magwaro—Akafuridzirwa naMwari

Rakaprindwa

(2 Timoti 3:16, 17)

1. Shoko raShe chiedza,

Rovheneka murima.

Kana tikaritevera,

Zvedi tinosunungurwa.

2. Rinodzidzisa zvose,

Zvarakafuridzirwa.

Rinoruramisa zvose;

Tiruramiswe naMwari.

3. Magwaro okudenga

Otizivisa rudo.

Tiaverenge tingware,

Tigowanawo upenyu.

(Onawo Pis. 119:105; Zvir. 4:13.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe