RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 98
  • Kudyara Mbeu yeUmambo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kudyara Mbeu yeUmambo
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Kudyara Mbeu yoUmambo
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kudyara Mbeu yeUmambo
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Zvinobatsira Zvinobva Pakuda Shoko raMwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1999
  • Ndi“Mwari Anoita Kuti Zvikure”!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 98

Rwiyo 98

Kudyara Mbeu yeUmambo

Rakaprindwa

(Mateu 13:4-8)

1. Huyai varanda vaMwari,

Nemwoyo nemweya wose.

Itai basa raShe wedu,

Mudzidze kubva kwaari.

Noushingi dyarai chokwadi

Pamwoyo inobereka.

Mukashanda nesimba renyu rose,

Zvichaita Mwari akudzwe.

2. Dzimwe mbeu dzichanowira

Pamwoyo inenge dombo.

Kunyange zvadzo dzingamera,

Zvadziri zvichazobuda.

Vavhungwa nemakaro seminzwa,

Vanenge voda zvenyika.

Dzimwe dzichakura; muchazviona,

Dzepaivhu rakaorera.

3. Zviri kwauri iwe kuti

Basa rako ribereke.

Mwoyo murefu kune vanhu

Ungaita vafarire.

Iva nounyoro noushingi,

Uite kuti vasatya.

Nomufaro uchakohwa makumi

Matatu kana kuti zana.

(Onawo Mat. 13:19-23; 22:37.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe