RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 84
  • “Ndinoda”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Ndinoda”
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • “Ndinoda”
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • “Ndinoda”
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Famba naMwari!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Famba naMwari!
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 84

Rwiyo 84

“Ndinoda”

Rakaprindwa

(Ruka 5:13)

1. Mwanakomana waMwari

Akatiratidza rudo

Paakauya ku-

zopa chokwadi,

Achisiya Baba vake.

Akanyaradzawo vanhu,

Akaporesa varwere,

Akazvipira kubasa rake.

Norudo oti: “Ndinoda.”

2. Mwari akatibatsira

Nokupa muranda wake.

Tishandewo naye,

Nesimba redu,

Tibatsire kuponesa.

Varombo vanozviona

Kana tichinyatsovada.

Kana vanoshaya vakumbira,

Ibva wangoti: “Ndinoda.”

(Onawo Joh. 18:37; VaEf. 3:19; VaF. 2:7.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe