RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 91
  • Baba Vangu, Mwari Wangu, Shamwari Yangu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Baba Vangu, Mwari Wangu, Shamwari Yangu
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Baba Vangu, Mwari Wangu, Shamwari Yangu
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Jehovha Ndiro Zita Renyu
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Vadzidzisei Kumira Vakasimba
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 91

Rwiyo 91

Baba Vangu, Mwari Wangu, Shamwari Yangu

Rakaprindwa

(VaHebheru 6:10)

1. Upenyu hungaoma,

Hungandibudisa misodzi.

Asi ini ndinoti,

“Chikuru upenyu.”

(KORASI)

Mwari akarurama,

Anoyeuka rudo rwangu.

Ari pedyosa neni;

Ndinaye, handisi ndoga.

Mwari ndiye anondipa zvose

kusvika kum’gumo.

Baba vangu, Mwari wangu

NdiJehovha

2. Iye zvino ndakura,

Ndava mumazuva enhamo.

Kunyange zvakadaro,

Tariro ndinayo.

(KORASI)

Mwari akarurama,

Anoyeuka rudo rwangu.

Ari pedyosa neni;

Ndinaye, handisi ndoga.

Mwari ndiye anondipa zvose

kusvika kum’gumo.

Baba vangu, Mwari wangu

NdiJehovha

(Onawo Pis. 71:17, 18.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe