RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 52
  • Chengetedza Mwoyo Wako

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chengetedza Mwoyo Wako
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Tinorinda Mwoyo Yedu
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Iva Nomwoyo Unofadza Jehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
  • Kusvika Mwoyo Yavateereri Vako
    Bhuku rinoTungamirira reChikoro choUshumiri choUbati-ushe hwoUmwari
  • Ramba Uine Mwoyo Wakakwana Kuna Jehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 52

Rwiyo 52

Chengetedza Mwoyo Wako

Rakaprindwa

(Zvirevo 4:23)

1. Chengetedza mwoyo wako;

Usaita chivi.

Mwari anoona mwoyo,

Zvauri mukati.

Mwoyo wakaipa kwazvo

Ungangotsauka.

Pfungwa dzako dziudzore,

Famba naJehovha.

2. Gadzirira mwoyo wako

Nokunyengetera,

Kuti urumbidze Mwari.

Muudze zvinetso.

Zvinhu zva’notidzidzisa

Nyatsozviterera.

Ivawo akavimbika,

Gara uchim’fadza.

3. Dzivirira mwoyo wako;

Funga zvechokwadi.

Baiwa mwoyo neShoko,

Rikusimbisewo.

Tikava vakavimbika

Mwari ha’tisiyi.

Namata nemwoyo wose,

Uve pedyo naye.

(Onawo Pis. 34:1; VaF. 4:8; 1 Pet. 3:4.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe