RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 89
  • Teerera, Uzviite, Ukomborerwe

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Teerera, Uzviite, Ukomborerwe
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Teerera, Wozviita, Ukomborerwe
    Imbirai Jehovha
  • “Unoda Kuteerera” Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
  • Kana Vachida Upenyu
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kana Vachida Upenyu
    Imbirai Jehovha—Nziyo Itsva
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 89

RWIYO 89

Teerera, Uzviite, Ukomborerwe

Rakaprindwa

(Ruka 11:28)

  1. 1. Ratidza kute’rera kwako Jesu,

    Anodzidzisa toziva nzira.

    Patinomunzwa tinobva tafara,

    Tate’rera, tichakomborerwa.

    (KORASI)

    Wanzwa zvinoda Mwari,

    Te’rera uzviite.

    Unopinda muzororo rake,

    Zvi’te ukomborerwe.

  2. 2. Upenyu hwedu hukaita semba

    Iri padombo kwete pajecha,

    Tichiita zvinotaura Jesu,

    Tichamira tisingakukurwi.

    (KORASI)

    Wanzwa zvinoda Mwari,

    Te’rera uzviite.

    Unopinda muzororo rake,

    Zvi’te ukomborerwe.

  3. 3. Tikateerera Mwari sevana,

    Tese zvedu tichakomborerwa,

    Semuti uri pahova dzemvura,

    Unowana michero panguva.

    (KORASI)

    Wanzwa zvinoda Mwari,

    Te’rera uzviite.

    Unopinda muzororo rake,

    Zvi’te ukomborerwe.

(Onawo Dheut. 28:2; Pis. 1:3; Zvir. 10:22; Mat. 7:24-27; Ruka 6:47-49.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe