RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 176
  • Gamuchira Mambo Anouya!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Gamuchira Mambo Anouya!
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • “Gamuchiranai”!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Rwiyo Rworukundo
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Gamuchiranai
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Gamuchiranai
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 176

Rwiyo 176

Gamuchira Mambo Anouya!

(Pisarema 24:7)

1. Nguva yazosvika yokugamuchira

Jehovha, muridzi wezvinhu zvose.

Ja naJesu vanounganidza ndudzi,

Matenga ari kutinhira nerwiyo rwehondo.

Simudzai misoro, imi masuo;

Mambo m’kuru wembiri achakunda.

Nguva yasvika yeuto raJehovha

Ku’nzira vanhu ch’uru chamakore.

Ucharatidza simba rake m’Umambo,

M’pasi udzori hwake huchapararira.

2. She Changamire, Jehovha Mukurusa,

Uchaunza Ushe husingaperi.

Unokodzerwawo nokugamuchirwa;

Tinomudzivirira Mambo wedu anouya.

Ngasim’ke masuo !Tounza maShoko;

Tinofara zvatinoimba pamwe.

‘Jehovha une simba kwazvo muhondo.

Ngatimunzwe tichimupawo zvipo,

Iye uchakomborera vaanoda.

Tidanidze “Gamuchirwai! ”kuna Mambo.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe