RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 186
  • Mufaro Wedu Woumwari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mufaro Wedu Woumwari
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Mufaro Unobva Kuna Mwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
  • Batira Jehovha Nomwoyo Unofara
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1995
  • Kubatira Jehovha Nomufaro
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1991
  • Mufaro waJehovha Inhare Yedu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1995
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 186

Rwiyo 186

Mufaro Wedu Woumwari

(VaFiripi 4:4)

1. Chibereko chomufaro

Chopa tsungiriro.

Kuwana uyu mufaro

Kunoda kutenda.

Hauzi wenguva duku;

Ndewechigarire.

Saka ticharava,

“Fara! ”Mushoko raMwari.

2. Tinofanira kufara:

Tinoziva Mwari;

Tinokudzwa sezvapupu;

Tiri pamwe naye.

Kofadza kuziva kuti

Ja acharumbidzwa,

Nyange vari muhadhesi

Vachamuterera.

3. Kuti mufaro udzame

Tibatire Mwari,

Ngatirinde mwoyo yedu,

Ibve pakuvenga.

Tive vanosvinurira

Kurumbidza Mwari;

Tichifunga zvinovaka,

Tibvise uipi.

4. Kunyange tingamanikwa

M’kufamba m’chiedza.

Mufaro ndiwo chipiwa

Chokumubatira.

Wotiita vanhu vaShe

Sezvo toparidza.

Tizadzwe nawo mufaro

Tichigoverana.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe