RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 147
  • Pfuma Isingatongokundikani

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Pfuma Isingatongokundikani
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Kuita Zvinoenderana Nezita Redu
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kuita Zvinoenderana Nezita Redu
    Imbirai Jehovha
  • Basa Redu Rekuzvipira
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Basa Redu Rokuzvipira
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 147

Rwiyo 147

Pfuma Isingatongokundikani

(Mateo 6:20)

1. Baba wokudenga toonga sei

Kuti toziva zvokwadi!

Iropafadzo kuparidza

Ushe Ihwo hwava pedyo kwazvo!

2. Njere dzenyu, ruramisiro, simba

Nerudo zvotinyandura.

Kuva naKristu Muponesi wedu,

Kunotifadza zvikuru.

3. Ushamwari nemi chikomborero.

Tingadeyizve zvakare?

Nyasha dzenyu dzinotipa rugare

Ndodzatinopiwa nemi.

4. Tinewo chikonzero chokuonga;

Shoko renyu richakunda.

Fariro yenyu m’nopa vamunoda.

Ipfuma inogarisa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe