RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 126
  • Kuparidza Zvokwadi yoUmambo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuparidza Zvokwadi yoUmambo
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha Anotanga Kutonga
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Jehovha Anotanga Kutonga
    Imbirai Jehovha
  • Imbai Rwiyo Rwomufaro woUmambo
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kufamba Muzita raMwari Wedu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 126

Rwiyo 126

Kuparidza Zvokwadi yoUmambo

(Mateo 10:7)

1. Tokoshesa zvokwadi kwazvo;

Younza m’faro kumakwai.

Tinoparidza tisingatyi,

Nokuti Umambo hwasvika.

2. Tinoenda paimba nemba;

Tinoda kudyara zvokwadi.

Jehovha unotitsigira.

Mudzimu wake utisunde.

3. Takakomborerwa nebasa.

Ngatiite hunane hwedu,

Tounza tariro kuvose.

Zvokwadi ichavazorodza.

4. M’pasi rose ngatizivise

Kuti Kristu ndiMambo m’pasi.

Ushe huchazivisa mbiri

Yezita raShe Changamire.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe