RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 112
  • Ipapo Vachaziva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ipapo Vachaziva
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha, Simba Redu Noumhare Hwedu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Jehovha, Simba Redu
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Jehovha, Simba Redu
    Imbirai Jehovha
  • Iri Izuva raJehovha
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 112

Rwiyo 112

Ipapo Vachaziva

(Ezekieri 35:15)

1. Vavengi vave vachimutuka,

Vachisvibisawo nzvimbo tsvene.

Mambo wozivisa kururama;

Kudzora kwaSatani kwokundwa.

(Korasi)

2. Simba renyu Satani woshora,

Mariratidza hazorambizve.

Vanhu vake paArmagedhoni,

Vachaparadzwa zvachose chose.

(Korasi)

3. Vadadi vasingazivi ngoni

Votsvaka kudzora pasi rose.

Noruoko muchatyora joko.

Vanokudenhai muchabvisa.

(KORASI)

Vachaziva kuti ndimi Jehovha;

Vachaziva kuti muri wedi.

Vachaziva m’chisiko chose chose,

Zvamakaronga munozviita.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe