RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 15
  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Upenyu Husingaperi—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovha
  • Upenyu Husingaperi—Pakupedzisira!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Chipikirwa chaMwari Cheparadhiso
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Upenyu Husingaperi Hunopikirwa
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 15

Rwiyo 15

Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!

(Johane 3:16)

1. Wo’na nepfungwa here,

Vanhu vagere pamwe?

Rugare pamugumo!

Kusina marwadzo.

(Korasi)

2. Vanhu nemhuka zvova

Murugare zvikuru.

Zvokudya zvichavapo

Tichagoverana.

(Korasi)

3. Vakuru vodukupa,

Nyama yomutsidzirwa.

Hakuchina zvinetso

Hapanazve kutya.

(Korasi)

4. Tofara m’Paradhiso

Zvatoimbira Mwari.

Ticharamba tichiti

KuM’siki, “Tino’nga!”

(KORASI)

Imba nomufaro.

Uve nomugove.

Raramaugozoti:

“Upenyu pam’gumo!”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe