RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 44
  • Jehovha Anoitira Hanya Chaizvoizvo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha Anoitira Hanya Chaizvoizvo
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha Akaverenga “Bvudzi Romusoro Wenyu Chairo”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
  • Pane Mumwe Munhu Ane Hanya Zvechokwadi Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • “Mwari Worugare” Anoitira Hanya Vanotambura
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1997
  • Nyaradzo Nokuda Kwevanotambura Zvikuru
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 44

Rwiyo 44

Jehovha Anoitira Hanya Chaizvoizvo

(1 Petro 5:7)

1. Mwari anotarisira.

Tonyaradzwa pazvinetso.

‘Nevhudzi redu wakaverenga.

’Tinofunganyirei?

2. Miedzo inotiwira,

Bva hatimboori mwoyo.

Mwari zvachitarisira shiri,

Achatitarisira.

3. Zvino mhatsa yezvinetso

Zvinowira M’Kristu wose.

Mwari anotirovedza nazvo;

Achitipa betsero.

4. Kutarisira kwaMwari

Anosanotigovera.

Zvatopfurira nebasa rake,

Tichawana m’bairo.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe