RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 52
  • Zita raBaba Vedu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zita raBaba Vedu
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Komborerai Uhama Hwedu hwechiKristu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Rudo rwaMwari Rwokuvimbika
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Chikonzero Chokufara kweZioni
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Upenyu Husingaperi Hunopikirwa
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 52

Rwiyo 52

Zita raBaba Vedu

(Mateo 6:9)

1. Jehovha Mwari Wom’denga,

Zita renyu riyere.

Muzadzike donzo renyu,

Musazomboshorwezve.

Revererwo ichauya,

Nechi’to chokukunda.

Kudzaiwo mbiri yenyu;

Vanhu vose vazive.

(Korasi)

2. Titsvake nzira dzokuti

Tigotsvenesa zita;

Noushingi, totaura

Nezvamadonzo enyu.

Tichishandisa ushingi,

Tichakurumbidzai.

Baba nokuda kwenyu’mi,

Tive vakatendeka.

(Korasi)

3. Haiwa Ishe Jehovha,

Muri Wokumusoro.

Hakuna chinokoshesa

Kupfura zita renyu.

Tinosimudza ziviso;

Tinoda kuratidza

Kutim’ri Mwari wedonzo

M’chakudzwa nguvadzose.

(KORASI)

Changamire Ishe wedu

Ndimi makatisika,

Muri Mwari ane donzo,

Hamuna chinokona.

Mwari Wamasimba ose,

Makapa Dangwe renyu,

NoUmambo hwenyu zvino,

Kuda kwenyu kuitwe.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe