RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 58
  • Jehovha, “Mwari Wenyaradzo Yose”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha, “Mwari Wenyaradzo Yose”
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Nyaradzo Inobva Kuna “Mwari Wokunyaradza Kwose”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1995
  • Nyaradza Vanochema
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
  • ‘Nyaradza Vose Vanochema’
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
  • Mwari Anotinyaradza Sei?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2016
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 58

Rwiyo 58

Jehovha, “Mwari Wenyaradzo Yose”

(2 VaKorinte 1:3-7)

1. Mwari anonyaradza kwazvo;

Anotida zvikuru.

Tinyaradze vamwe neShoko,

M’nhungamiro yaJesu.

2. Kutambura kunowedzera;

Tose tinorwadziwa.

Jehovha anotinyaradza,

Tiri zvapupu zvake.

3. Nga’kudzwe Mwari wenyaradzo;

Inosimbisa kwazvo.

Anotsigira nokudyisa

Kana tatsungirira.

4. Tinogona kuva nesimba,

Pakuva pamiedzo.

Jesu akadzidzisa kuti:

Rudo runomonzvera.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe