RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 162
  • “Paridza Shoko”!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Paridza Shoko”!
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • “Paridza Shoko”
    Imbirai Jehovha
  • “Paridza Shoko”
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Ngatiparidze Aya Mashoko Akanaka oUmambo!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akanaka Ari Kuparidzwa Sei?
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 162

Rwiyo 162

“Paridza Shoko”!

(2 Timotio 4:2)

1. “Paridza Shoko” Jehovha

Waraira m’zuva’ri.

Kwatiri kwapiwa nguva

Yokuterera m’temo.

“Paridza Shoko” dzidzisa;

Batsirawo wanyoro.

Usatya vanhu paridza

Pam’gwagwa m’nyikayose.

2. “Paridza” pamwaka wose,

Gadzirira kupawo

Chikonzero chetariro

Kuna vanokubvunza.

“Paridza Shoko” poshorwa

Somwaka usiriwo.

Tendeseka kubasaro;

Vimba muna Jehovha.

3. “Paridza” usaregere.

Zvakakosha kunzwiwa!

Kuipa kunowedzera

Mugumo waswedera.

“Paridza Shoko” upone

Navamwe vanokunzwa.

“Paridza Shoko” reverwo

Yezita raJehovha.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe