RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 193
  • Paridza “Aya Mashoko Akanaka oUmambo”!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Paridza “Aya Mashoko Akanaka oUmambo”!
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • “Mashoko Akanaka”!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Upenyu Husingaperi Hunopikirwa
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Ramba Uchitanga Kutsvaka Umambo
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 193

Rwiyo 193

Paridza “Aya Mashoko Akanaka oUmambo”!

(Mateo 24:14, NW)

1. Aya mashoko oUshe ngaziviswe

Souchapupu pasi rose.

Uye zita raJehovha rizikanwe,

Risati ranyatsoreverwa.

(Korasi)

2. Zvamazuva aipa titenge nguva

Mumifarwa yomunyika’yi.

Umambo hwaMwari huve hwokutanga,

Tiwane pfuma yogarisa.

(Korasi)

3. Pakuparidza rega kuodzwa mwoyo,

Pakusangana nezvinetso.

Bva netsitsi pfuurira nokusatya.

Tendeseka pabasa rako.

(KORASI)

Paridza kwakafarisa.

Yamura vamwe kuda Mwari,

Yamura vamwe vadane zita raJa

Vashandire tsveneswo yaro.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe