RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 204
  • “Ndiri Pano! Nditumei”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Ndiri Pano! Nditumei”
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • “Ndiri Pano! Nditumei”
    Imbirai Jehovha
  • “Ndiri Pano! Nditumei!”
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Ndinoda Kutungamirirwa naMwari
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kugadzirira Kunoparidza
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 204

Rwiyo 204

“Ndiri Pano! Nditumei”

(Isaya 6:8)

1. Vanhu votuka nenzira

Zhinji zita rake Mwari.

Vamwe voti ha’na simba,

“Ja ha’ko” benzi rodaro.

Ndiani angam’chenesa?

Ndiani angam’ru mbidza?

“Ndiri pano! nditumei.

Ndoimba rumbidzo yenyu;

(Korasi)

2. Vanhu voti ononoka;

Havazivi kutya Mwari.

Vanonamata zvidhori;

Vamwe vokudza Kesari.

Ndiani angavaudza

Nezvehondo yomugumo?

“Ndiri pano! nditumei.

Ndichavapa nyevero’yo;

(Korasi)

3. Nhasi vanyoro vochema

Nohuipi hwowedzera.

Nemwoyo wose votsvaka

Zvokwadi yopa rugare.

Ndiani avanya radze?

Vatsvaki vokururama?

“Ndiri pano! nditumei.

Ndidzidzisewo vanyoro;

(KORASI)

Ndirwo rukudzo rukuru.

Ndiri pano; nditumei.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe