RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 216
  • “Ivai Norudo Rukuru”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Ivai Norudo Rukuru”
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • “Dananai Zvikuru Kwazvo”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
  • Rambai Muchidanana Nemwoyo Wese
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2021
  • Kuwana Chinokosha Kuchidakadaka Chouhama
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
  • Ungaratidza Sei Kuti Unoda Mumwe Wako?
    Mazano Ekubatsira Mhuri
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 216

Rwiyo 216

“Ivai Norudo Rukuru”

(VaRoma 12:10)

1. Jehovha anoratidza rudo rukuru

Kuvanom’tsvaka zvino!

Ngoni dzake norunako zvinopa m’faro;

Maari towana zororo.

2. Murudo rwehama tive vapachokwadi

Zvatobatira Mwari.

Mufambiro wedu uratidzire Iye

Tive nohumwe hworugare.

3. Sezvo samaKristu chaiwo tiri vamwe,

Kunzwa kwedu kukure.

Rukudzo nokuitira hanya dzihama

Kunodzivisa kugumbusa.

4. Tinongwaririra rudo rukuru kwazvo,

Sezvatakadzidziswa.

Kunaka kwedu nokunzwisisa kworudo

Kwopa m’faro kwatiri tose.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe