RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 138
  • Haiwa Famba naMwari!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Haiwa Famba naMwari!
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Famba naMwari!
    Imbirai Jehovha
  • Uchafamba naMwari Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
  • Famba naMwari!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mika 6:8—“Famba naMwari Wako Wakazvininipisa”
    Kutsanangurwa Kwemavhesi
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 138

Rwiyo 138

Haiwa Famba naMwari!

(Mika 6:8)

1. Famba naMwari mu’nyoro;

Ida tsitsi nedi.

Perera kuna’ye Mwari;

Agokusimbisa;

Ukachengeta zvokwadi,

Haunganyengedzwi;

Mwari akutungamire,

Semwana muduku.

2. Famba naMwari urege;

Kuwira muchivi.

Ukurewo mumudzimu

Ugamuchirike.

Zvinhu zvose zvakachena,

Zviri zvezvokwadi,

Fungisisa pazvinhu’zvi,

Uvimbe naMwari.

3. Famba naMwari tendeka,

Kuti ugowana

Gutsikano youMwari,

Zviri mhindu huru.

Famba naMwari ufare

Kuimba rumbidzo.

Basa rake roUmambo

Rinopa mufaro.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe