RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 153
  • Jehovha, Mwari Woruponeso Rwedu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha, Mwari Woruponeso Rwedu
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • ‘Tariro Yako Yoruponeso’ Ngairambe Yakajeka!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2000
  • Chii Chinonzi Ruponeso?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Kuponeswa—Zvakunoreva Chaizvoizvo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1997
  • Iri Ndiro Zuva Rokuponeswa!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1998
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 153

Rwiyo 153

Jehovha, Mwari Woruponeso Rwedu

(Pisarema 85:7)

1. Jehovha Wokumusoro,

Tikanganwirei zvivi.

Takanambirwa muchivi

Tikatorerwa zvokwadi.

Tapota tinunurei.

Tiende kunyika yenyu.

M’tiunze m’fariro yenyu,

Tiimbire ruponeso.

Tiimbire ruponeso.

2. Taungana m’danga renyu,

Samakwai akadudzwa.

Ruponeso rwowanikwa

Kuvakarashika m’nyika.

Toziva rugare m’nopa

Kuvanozvininipisa.

Vane njere vokutyai;

Ruponeso rwava pedyo.

Ruponeso rwava pedyo.

3. Zvokwadi, mutsa zvomera!

Chikonzero chokufara.

Tinoona zvishamiso,

Sezvo Jesu anotonga.

M’nguva yesimba roUshe,’

Parugare rwunokura.

Tizivise pasi rose.

Munotipa ruponeso.

Munotipa ruponeso.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe