RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 92
  • Paridza Noushingi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Paridza Noushingi
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Tevedzera Jesu—Paridza Noushingi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • ‘Taura Shoko raMwari Noushingi’
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Unoparidza Usingatyi Here?
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2000
  • Ramba Uchitaura Shoko raMwari Noushingi
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2005
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 92

Rwiyo 92

Paridza Noushingi

(Mabasa 4:13)

1. Vabatiri vaShe shingai,

Satani anodzvinyirira.

Simba toriwana muShoko,

Nokugoverana zvatinonzwa.

Shoko racho rinopa simba,

Toitwa vakatendeseka.

Savaapostora vekare,

Tive vakatsiga, vakashinga.

2. Zvatotenda nomwoyo wose

Kuti Shoko nderazvokwadi,

Hatityi zvingaita munhu

Titende nyange tiri vashoma.

Tingwaririre basa redu,

Tiparadzire Shoko kwose.

Nokuparidza noushingi,

Jehovha achava seShamwari.

3. Ipa betsero vakaneta,

Vataurewo noushingi,

Tisamboregeredza vatsva,

Vayamurei kudzinga rutyo.

Nyaradza vari kugomera;

Vanyevere vose vashinge.

Mwari achatonga papasi

Marudzi achaimba rumbidzo.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe