RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 143
  • Tsigira Jehovha!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tsigira Jehovha!
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Tsigira Jehovha!
    Imbirai Jehovha
  • Tsigira Jehovha!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Jehovha, Simba Redu Noumhare Hwedu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 143

Rwiyo 143

Tsigira Jehovha!

(Eksodho 32:26)

1. Takambodzimaidzwa mumwoyo,

Tichinwa kudzidziso dzenhema;

Yakafara sei mwoyo yedu

‘Patakanzwa zvoUshe (takanzwa).

(Korasi)

2. Tibatire She nomwoyo wose

Tichiparidza zvokwadi kwose,

Tiyamure hama dzizive Ja,

Dzikudze zita rake (zita’ro ).

(Korasi)

3. Hatityi zvingaita Satani,

Nokuti Mwari anoyamura.

Kunyange vari vazhinji havo,

Mwari isimba redu (isimba).

(KORASI)

Iva kunaMwari;

Umufarire.

Ha’kusiyi woga;

Famba m’chiedza.

Zivisa mashoko

orugare’rwu.

Umambo hwaKristu

Huchawedzera.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe