RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 156
  • “Ndinoda”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Ndinoda”
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • “Ndinoda”
    Imbirai Jehovha
  • Kristu Muenzaniso Wedu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • “Ndinoda”
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Chigaro Choumambo Chokudenga chaJehovha
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 156

Rwiyo 156

“Ndinoda”

(Ruka 5:13)

1. Jesu woratidza rudo (m’nesu tose),

Wakasiya nzvimbo m’denga (iye Kristu),

Kuzogara nesu, Achipa zvokwadi.

Zvokwadi inobva kwaari.

Akanyaradzawo vanhu (pasi pano),

Akarapa nhenda dzose.

Akavimbika kubasa rake,

Norudo wakati: “Ndinoda.”

2. Mwari wakapa betsero (vanhu vose)

Akatuma m’randa wake (ane njere)

Watoshanda naye, Zvatozvishandisa,

Tiponese vanoshaiwa!

Chokwadi vanotaura (chose chose)

Kana tichivada kwazvo.

Kana chirikadzi dzikabvunza,

Uchatiwo here “Ndinoda”?

3. Rudo rwotikusvudzira (isu tose),

Kuparidza neshiviro (kuna vose)

Avo vanorira Nokushuwa kwazvo;

Tisvike votsvaka zvokwadi.

Tofara pavanoziva (vano tsvaka)

Zvokwadi dzeBhaibheri,

Pavanoita basa raMwari!

Nokuti takati: “Ndinoda.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe