RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 53
  • Wedzero Youbati Ushe Hwoumwari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Wedzero Youbati Ushe Hwoumwari
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Ramba Uri Pedyo Noubati Ushe hwaMwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1998
  • Jehovha Anotonga—Kupfurikidza Noubati Ushe hwaMwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1994
  • Kuonga Shiviro Youmwari
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Jehovha Anotanga Kutonga
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 53

Rwiyo 53

Wedzero Youbati Ushe Hwoumwari

(Isaya 9:6, 7)

1. Zivisai Ushe hunowedzera!

Futunuko iri kuitika.

Kuimbira Mwari kunopfuridzwa

Navari kufamba muchiedza.

Shure uko takaona mavambo

Apo Mununuri akafamba.

Zvino boka guru rokumbanira

Vakasarira kurumbidza She.

2. Kristu aripachigaro wotonga;

Marudzi ari pamberi pake.

Achachengetedza Huchangamire,

Achiparadza vavengi kwose.

Mupi zano nababa Mushamisi,

Mwari ane simba noMuchinda.

Shingairo yaJa yopa rugare

Nokundowedzera huchinda’hwo.

3. Inyasha dzakadini kurarama!

Haufadzwi newedzero here?

Goverana navamwe mufarwa’yu

Tora rutivi mukupupura.

Nyevera vanoshora zita raShe;

Vaudze kuti hondo yasvika.

Zvino pfuurira kuparidzira

Mashoko oUshe kuvanyoro.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe