RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 14
  • “Farai, Imi Marudzi”!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Farai, Imi Marudzi”!
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Kufadza Mwoyo waJehovha
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kufadza Mwoyo waJehovha
    Imbirai Jehovha
  • Kufadza Mwoyo waJehovha
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • “Paimba Neimba”
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 14

Rwiyo 14

“Farai, Imi Marudzi”!

(VaRoma 15:10)

1. Fara, ndudzi navanhu vake!

Umambo hwasvika.

Kristu wotonga paZioni;

Farisai kwose!

Nguva dzaMarudzi dzaguma;

Madzishe obviswa,

Fara ndudzi navanhu vake!

Jesu wototonga.

2. Fara, ndudzi navanhu vake!

Tsika’yi yopera

Pahondo yeArmagedhoni;

Iripedyo kwazvo.

Vanhu vorumbidza chidhori

Voramba Muchinda,

Tomurumbidza nomufaro;

Umambo hwokura.

3. Fara, ndudzi navanhu vake!

Udzai pasuo

NezvoUmambo hwaJehovha;

Zivisai kwose

Kristu anobata nenjere,

Nomukururama,

Fara, ndudzi navanhu vake!

Batirai Mwari.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe