RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 85
  • Jehovha Ndiye Hutiziro Hwedu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha Ndiye Hutiziro Hwedu
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha Ndiye Nzvimbo Yedu Yokupotera
    Imbirai Jehovha
  • Jehovha Ndiye Nzvimbo Yedu Yekupotera
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Jehovha Utiziro Hwedu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
  • Ndinoda Kutungamirirwa naMwari
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 85

Rwiyo 85

Jehovha Ndiye Hutiziro Hwedu

(Pisarema 91:1, 2)

1. Jehovha hutiziro,

Tinovimba naye.

Bvuri rake musasa

Togara mariri.

Iye unotinunura

Kubva mumarwadzo ose.

Jehovha ndiye nhare,

Nohutiziro hwedu.

2. ’Nyange zvuru zvichiwa,

Parutivi rwenyu,

Zvuru gumi kurudyi;

Hamungakuvadzwi.

Hamufaniri kumbotya,

Kunge kunouya njodzi.

Mungaiona henyu,

Muchavanda munaShe.

3. Hamuwirwi nenhenda,

Kana jambwa zvaro.

Mwari nokungirozi

Wopa chengeteko.

Hauzotyi shumba duku;

Pane mhungu uchafamba.

Bwe haringagumburi

Pakubatira Mwari.

4. Tovimba nemhiko’yi;

Ja akarurama.

Tozivisa rucheno,

Tisingapomerwi.

Tiratidzire kuzvipa;

Tiziviswe ruponeso.

Jehovha hutiziro,

Zita rake inhare.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe