RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 180
  • Bhuku raMwari Amene—Ipfuma

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Bhuku raMwari Amene—Ipfuma
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Bhuku raMwari—Ipfuma Chaiyo
    Imbirai Jehovha
  • Bhuku raMwari—Ipfuma Chaiyo
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kuonga Shiviro Youmwari
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Tsvaga Mwari Kuti Ununurwe
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 180

Rwiyo 180

Bhuku raMwari Amene—Ipfuma

(Zvirevo 2:1)

1. Pane Bhuku, ramapeji mazhinji,

Rinopa vanhu vose tariro.

Mifungo yaro izere nesimba;

Rinoita “mapofu” aone.

Bhuku iro iBhaibheri Dzvene.

Rakanyorwa navakafemerwa,

Navanhu vanoda Jehovha wavo,

Vakazadzwa nomudzimu m’tsvene.

2. Vakanyora chinyorwa chokusika,

Maurire akaita zvose.

Vanodudza zvokukwana kwomunhu

Namarasikirwewo ebindu.

Vanodudzawo zveimwe ngirozi

Yakadenha huChangamire’hwo.

Denho’yo yakaparirawo chivi,

Asika Jehovha achakunda.

3. Tiri munguva dzinofadza kwazvo.

Umambo hwaMwari hwakazvarwa.

Pazuva’ri Ja opa ruponeso

Kuavo vowirirana naye.

MuBhuku rake’ri munamashoko;

Hangaenzaniswi nendarama.

Rinopa tariro yakakurisa;

Inhau isakambotaurwa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe